Buns Eating Patson Dzamara Laughs Off Poverty Claims After Pics Went Viral

Google+ Pinterest LinkedIn Tumblr +
Activist Patson Dzamara has laughed off taunts that he is broke after donors closed their purses. He had posted pictures of himself munching buns.

“Ithink it’s just proper for people to live within their means. Kana unemari inokwana mabuns neCascade, rova izvozvo wangu. Haikona kuita appetite ye Pizza iwe unedhora…that’s a sure way to unhappiness & unholiness. Shanda uite enough money inokwana pizza, wobva watenga kanauchiida.

Never let anyone dictate what you can or can’t do. Ita inokufaira wangu and ita zviripo, it’s your life. Hakuna kana 1 anofanira kukutaurira zvekuita. Ita inokuitira wangu. But again, vamwe vakati hatichina ma donor saka ndinzwisiseiwo amana, atove ma1.

Ndakutoda kubaya kumusha hangu kunorima madomasi nekufambira husabhuku…hazvinei hazvo hahahahaha.”

Share.